Pamwe pacho tinombofunga kuti Shadaya anyanyira masingle mother but what the lioness is doing kah, eeeh iwewe urihure komwana?

Mhazo @TeeMhazo ·
  1. #1

    Vanhu vari kumasvingo uko are you safe nemvura iyi

  2. #2

    Ngaachivigwa vanhu ava Mukungunu naKim vangazopedzisira vaita bootlicking chitunha

  3. #3

    South Africa will never win a Twar 😂

  4. #4

    Horait Papa E. Makandiwa wether you saw it in the spirit or not hazvina basa kokutsiurawo umwe wako asazviita mukuru wemazuva?

  5. #5

    Makandiwa vangopedza service explaining 😂

  6. #6

    Once you open this cde and refrigerate it again don't wait for more than 24hrs before you finish it, you will regret

查看 @TeeMhazo 的全部帖子