Mhazo

@TeeMhazo

1st Class MSU Crop Scientist 2021 Class, ELCZ, Keyboardist (🎹), Saxo 🎷 Manchester City, Barcelona *Winky D* BigFan, GWERU 054 📍

已收录 10 条帖子

  1. #1

    Vanhu vari kumasvingo uko are you safe nemvura iyi

  2. #2

    Pamwe pacho tinombofunga kuti Shadaya anyanyira masingle mother but what the lioness is doing kah, eeeh iwewe urihure komwana?

  3. #3

    Ngaachivigwa vanhu ava Mukungunu naKim vangazopedzisira vaita bootlicking chitunha

  4. #4

    South Africa will never win a Twar 😂

  5. #5

    Horait Papa E. Makandiwa wether you saw it in the spirit or not hazvina basa kokutsiurawo umwe wako asazviita mukuru wemazuva?

  6. #6

    Makandiwa vangopedza service explaining 😂

  7. #7

    Once you open this cde and refrigerate it again don't wait for more than 24hrs before you finish it, you will regret

  8. #8

    Asi vanhu veZCC tanganda inodhaka here 😂

  9. #9

    Winky D did not attend the funeral but will definitely sing Ndanzwa Mhere kurira

  10. #10

    If we hate we hate for sure, the father is gone and we're cooking this fella. Baba vakadya mazambiringa mambishi asi mwana ndiye anorohwa nehwadzira